Enda pane zvauri kuda

Nyaya Dzinogara Dzichibuda

Tarisa uye verenga nyaya dzinotaura nezveBhaibheri, kubatsira kwarinoita uye zvinoitwa neZvapupu zvaJehovha. Sarudza mutauro waunoda kubva mubhokisi riri pazasi.

NYAYA DZEUPENYU

Håkan Davidsson: Kubatsira Pakuparadzira Chokwadi cheBhaibheri

Håkan akakoshesa zvekunamata panzvimbo pemafaro. Iye zvino papfuura makore 50, ari kufara kuona mashoko akanaka achisvika kuvanhu vemarudzi ese nemadzinza nendimi.