MUKAI! September 2013 | Ungararama Kwemakore Akawanda Sei?

Vanhu vakawanda vanofunga kuti sayenzi uye kufambira mberi kuri kuitika panyaya dzokurapa zvinogona kuita kuti tirarame kwemakore akawanda. Vesayenzi vangabatsira here kuti vanhu vararame nokusingaperi?

NYAYA IRI PAKAVHA

Ungararama Kwemakore Akawanda Sei?

Kuziva chikonzero chinoita kuti tikwegure uye tife kuchatibatsira kuziva makore atingararama.

INTERVIEW

Chiremba Wemabhonzo Anotsanangura Kutenda Kwake

Dr. Irène Hof Laurenceau anotsanangura kuti sei akava mumwe weZvapupu zvaJehovha.

ZVINOTAURA BHAIBHERI

Umambo hwaMwari

Vamwe vanoti Umambo hwaMwari huri mumwoyo yevatendi kana kuti huchaunzwa nevanhu. Bhaibheri rinotii?

NYAYA IRI PAKAVHA

Hapana Kwaiva Kusina Rusaruro

Chii chakaita kuti mumwe murume wokuNorthern Ireland achinje mafungiro ake?

Zvepasi Rino

Nyaya dzirimo: Chirwere chemalaria chodzoka kuGreece, kuChina vakadzi vobata pamuviri vasati varoorwa, mauto okuU.S.A. ozviuraya, nedzimwewo nyaya.

MAZANO EKUBATSIRA MHURI

Mungaita Sei Kana Mwana Achishusha?

Mungaita sei kana mwana wenyu achishusha? Mazano ari muBhaibheri anogona kukubatsirai.

ZVINOTAURA BHAIBHERI

Doro

Ona kuti Bhaibheri ringakubatsira sei kuti uve nemaonero akanaka panyaya yedoro.

Zvimwe Zviri paIndaneti

Ndingakurira Sei Dambudziko Rokushungurudzwa Panyaya Dzepabonde?

Ona kuti chii chinonzi kushungurudzwa panyaya dzepabonde uye kuti unofanira kuitei kana ukashungurudzwa.

Zvii Zvaunofanira Kuziva Nezvokutumira Mameseji?

Kutumira mameseji kunogona kukanganisa ushamwari hwako kana kuti mukurumbira wako. Ona kuti zvinofamba sei.

Ungaitei Kana Uchirwara?—Chikamu 1

Vechiduku 4 vanotsanangura zvinovabatsira kuti vatsungirire matambudziko avo ourwere uye kuti vasanyanya kuzvidya mwoyo.

Zvaungaita Kuti Vamwe Vasakudherera Asi Usingavarovi

Ona kuti chii chingaita kuti udhererwe uye zvaungaita kuti usadhererwa.

Josefa Ari Kunyika yeIjipiti

Ungaitei kuti Mwari afare kunyange pasina munhu ari kukuona? Verenga nyaya iyi yomuBhaibheri wodzidza pane zvakaitwa naJosefa.