NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA January 2024

Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaMarch 4–April 7, 2024.

NYAYA YEKUDZIDZA 1

Paunenge Uchitya, Vimba naJehovha

Ichadzidzwa muvhiki raMarch 4-​10, 2024.

NYAYA YEKUDZIDZA 2

Wagadzirira Here Zuva Rinonyanya Kukosha Pagore?

Ichadzidzwa muvhiki raMarch 11-​17, 2024.

Unobata Vanhukadzi Sezvinoita Jehovha Here?

Pasinei nekuti hama yakakurira mutsika dzakaita sei, inogona kudzidza kutevedzera Jehovha pakubata vanhukadzi nerudo uye neruremekedzo.

Waizviziva Here?

Mukuru mukuru wekuItiopiya aiva mungoro yakaita sei paakaonana naFiripi?

NYAYA YEKUDZIDZA 3

Jehovha Achakubatsira Panguva Dzakaoma

Ichadzidzwa muvhiki raMarch 25-​31, 2024.

NYAYA YEKUDZIDZA 4

Jehovha Anokuda Zvikuru

Ichadzidzwa muvhiki raApril 1-⁠7, 2024.