Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha—Kutenda Kuchiratidzwa Nemabasa, Chikamu 2: Chiedza Ngachivheneke

Vadzidzi veBhaibheri vakanga vakatarisana nebasa guru sezvavaiedza kuteerera murayiro waJesu wokuti vaite “kuti vanhu vemarudzi ose vave vadzidzi.” Paizova nevanoshora vakawanda. Vadzidzi veBhaibheri vaizowedzera pakunzwisisa kwavaiita Magwaro. Uye kutenda kwavo kwaizonatsiridzwa. Chikamu chechipiri chevhidhiyo ino chinoratidza zvakaitwa naJehovha pakutungamirira vanhu vake kubvira muna 1922 kusvikira nhasi.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

DOCUMENTARIES

Zvapupu zvaJehovha—Kutenda Kuchiratidzwa Nemabasa, Chikamu 1: Kubuda Murima

Nyaya ino ndeyevanhu vakazvipira kurarama zvinoenderana nechiedza chechokwadi chiri muBhaibheri pasinei noutsinye hwavanoitirwa. Muenzaniso wavo uchakukurudzira kuramba uchishumira Mwari wakatendeka.