Sumo Dzekushandisa Pakuparidza

Mavhidhiyo anokubatsira kuti utange kutaura nevanhu nezveBhaibheri.

Mhuri Yenyu Inogona Kufara—Sumo

Varume nevakadzi vakawanda mudzimba havasi kugarisana zvakanaka. Bhaibheri rine mazano anogona kuvabatsira kuti vagarisane.

Unoda Kunzwa Mashoko Akanaka Here?

Sezvinotaurwa pana Isaya 52:7, Bhaibheri rine ‘mashoko akanaka ezvinhu zviri nani’. Anogona kukubatsira kuva nemhuri inofara, shamwari dzechokwadi uye rugare.

Vakafa Tichazombovaonazve Here?

Bhaibheri rinovimbisa kuti unogona kuzoona hama dzako dzichimutswa pano panyika.

Zvapupu zvaJehovha​—Tiri Vanhu Vakaita Sei?

Vakawanda vanoda kuziva kuti Zvapupu zvaJehovha vambori vanhu vakaita sei. Rega tikuudze chokwadi.