Zvinhu Zvakasikwa Zvinoratidza Ukuru hwaMwari

Patinotarisa zvinhu zvakasikwa, tinonyatsoona unhu hwakanaka hune Musiki, toswedera pedyo naye.

Zvinhu Zvakasikwa Zvinoratidza Ukuru hwaMwari

Zuva rimwe nerimwe ndezvipi zvinhu zvaunoona zvakasikwa naMwari? Tinogona kuona uchenjeri hwake uye rudo rwake rwakadzama kubva pazvinhu zvaakasika.

Chiedza Uye Ruvara

Mavara akanaka ayo Jehovha akaisa pazvinhu zvaakasika anotiratidza rudo rwake rwakadzama.