Enda pane zvauri kuda

JULY 15, 2022
NHAU DZEPASI RESE

Mashoko Abva kuDare Rinotungamirira #5 2022

Mashoko Abva kuDare Rinotungamirira #5 2022

Hama iri muDare Rinotungamirira inotaura nezvezvimwe zvinhu zvinokosha zvichangobva kuitika panyaya dzekushandura uye kukunda kwakaitwa mumatare edzimhosva. Panewo hama nehanzvadzi dzichatitsanangurira zvakavabatsira kutsungirira pavaitambudzwa mune yaimbonzi Soviet Union.