Enda pane zvauri kuda

Kuratidzwa Zvinoitwa paBheteri

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu ayo atinoti Bheteri. Unogona kuona zvinoitwa pane mamwe mahofisi edu usina anokutungamirira.

Kutangazve Kushanyira Bheteri: Munyika dzakawanda, kubva musi wa1 June 2023, vanhu vachange vava kubvumidzwa kushanyira Bheteri. Kuti munzwe zvakawanda, taurai nehofisi yebazi yamuri kuda kushanyira. Musashanya kuBheteri kana makabatwa COVID-19,  muine zviratidzo zvedzihwa kana kuti flu, kana kuti makambova nemunhu akabatwa  COVID-19 munguva pfupi yadarika.

Kyrgyzstan

ul. Borodina 1

720080 BISHKEK

KYRGYZSTAN

+996 312-986-299

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:​00 a.m. kusvika 11:​00 a.m. uye 1:​00 p.m. kusvika 4:​00 p.m.

Kunotora awa imwe chete

Muchidimbu

Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumutauro wechiKirghiz.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.