Upenyu hwepaBheteri

UPENYU HWEPABHETERI

Kudzima Moto

Zvakamboitika zvinoratidza kuti kudzidzira kudzima kunobatsira.

UPENYU HWEPABHETERI

Kudzima Moto

Zvakamboitika zvinoratidza kuti kudzidzira kudzima kunobatsira.

Zviuru Zvevanhu Zvinoshanyira Bazi rekuCentral America

Kune vamwe zvakanga zvisiri nyore kuti vakwanise kushanyira hofisi yebazi inonzi Bheteri. Vakawanda vakafamba kwemazuva akati kuti nemabhazi ekuhaya. Vana vakatii nezvekushanyira kwavakaita Bheteri?

Nzvimbo Yekushambadzira Bhaibheri Inokudza Zita raJehovha

Nzvimbo iyi yakavhurwa kumahofisi edu makuru muna 2013. Takagamuchira maBhaibheri akawanda asingachanyanyi kuwanika.