Kubatsira Vanhu Vomunharaunda

KUBATSIRA VANHU VOMUNHARAUNDA

Kubatsira Matsi Munyika Inoyevedza yeIndonesia

Kudzidza Bhaibheri kuri kubatsira matsi muIndonesia.

KUBATSIRA VANHU VOMUNHARAUNDA

Kubatsira Matsi Munyika Inoyevedza yeIndonesia

Kudzidza Bhaibheri kuri kubatsira matsi muIndonesia.

Kunyaradza Uye Kubatsira Vanorwara

Zvapupu zvaJehovha zvinoratidza sei rudo kune vavanonamata navo vanenge vachirwara?

Vadzidzisi vekuPhilippines Vanoona Kubatsira kweJW.ORG

Vadzidzisi navanachipangamazano vanopfuura 1 000 vakadzidzei nezvewebsite iyi?

Kuva neImba yeUmambo Munharaunda Yenyu Kwakanakirei?

Inzwa kuti vamwe vanoona sei Imba yeUmambo iri munharaunda yavo.

Zvapupu zvekuItaly Zvinobatsira Vavakidzani

Vaida kupiwa rubatsiro rwakaita sei? Zvapupu zvakabatsira sei?

Kunyaradza Nekupa Tariro Vakwegura

Zvapupu zvaJehovha zvinoshanya munzvimbo dzinochengeterwa vakwegura dziri kuAustralia.

Mushandirapamwe Wakaponesa Vanhu

Nei Zvapupu zvaJehovha zvakaronga mushandirapamwe wemwedzi miviri muTabasco, kuMexico? Wakabudirira here?

Vanhu Vakakurudzirwa paTour de France

Zvapupu zvaJehovha zvakaisa zvingoro munzvimbo dzaiitirwa makwikwi eTour de France kuti zvipe vanhu mashoko anonyaradza uye anopa tariro.

Panoitika Njodzi, Rudo Rwunotiita Kuti Tibatsire Vamwe

Munyika dzakawanda, Zvapupu zvaJehovha zvinoyamura vanhu vanenge vawirwa nenjodzi.

Kubatsira Vapoteri muCentral Europe

Vapoteri havangodi kuyamurwa nezvekurarama nazvo chete. Zvapupu zvinonyaradza vapoteri uye zvinovapa tariro kuburikidza nekuvaudza mashoko emuBhaibheri.

Zvapupu zvaJehovha Zvinobatsira Pakuchenesa Rostov-on-Don

Guta reRostov-on-Don, riri kuRussia, rakapa Zvapupu zvaJehovha tsamba richitenda basa razvakaita pakuchenesa guta racho mumwaka wechirimo.

Vechidiki Vakabatsirwa Kuziva Zvokuita Pavanodhererwa Kuchikoro

Hugo, uyo ava nemakore 10, akapiwa mubayiro weDiana Award nekuti akabatsira vamwe kuziva zvekuita pavanodhererwa. Chii chakamubatsira kuti aite izvozvo?

Kutanga Upenyu Hutsva Mujeri

Donald, aimbova mujeri, anotsanangura kuti kudzidza Bhaibheri kwakamubatsira sei kuti azive Mwari, achinje mararamiro ake uye awedzere kuda mudzimai wake.

Kubatsira Vasungwa

Tarisa uone kuti Bhaibheri riri kubatsira sei vasungwa kuti vave neunhu hwakanaka.