Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Côte d’Ivoire

  • Abidjan, Côte d’Ivoire​—Kuratidza vanhu bhuku rinonzi Teerera Mwari

Zvapupu zvaJehovha—Côte d’Ivoire

  • Vagari vemo—29 389 000
  • Zvapupu zvaJehovha—12 712
  • Ungano—227
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa2 436

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

Vakazvipa Nemwoyo Unoda

Hanzvadzi dzakawanda dzakanoshumira mhiri kwemakungwa dzaimbozeza kutamira kune dzimwe nyika. Chii chakadzibatsira kuti dzive neushingi? Dzakadzidzei kwadzakatamira?