Zvapupu zvaJehovha Zviri Pasi Rese

Zimbabwe

  • Matobo District, Zimbabwe​—Kuparidza paimba neimba

Zvapupu zvaJehovha—Zimbabwe

  • Vagari vemo—15 179 000
  • Zvapupu zvaJehovha—48 748
  • Ungano—961
  • Reshiyo yeZvapupu zvaJehovha pavagari vemo—1 pa324

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

Ndakabvumira Jehovha Kuti Anditungamirire Muupenyu Hwangu

Nyaya Yeupenyu: Keith Eaton

MASHANDISIRWO ARI KUITWA MARI YENYU YEZVIPO

Kubatsira Vari Kuwirwa Nenjodzi

Mugore rebasa ra2020, upenyu hwemamiriyoni ehama nehanzvadzi dzedu pasi rese hwakaviringidzwa nechirwere cheCOVID-19 uye njodzi dzinongoitika dzega. Zvii zvatakaita kuti tivabatsire?