Enda pane zvauri kuda

Bhaibheri Harinyepi Panyaya Dzesainzi

Tingaziva Sei Kuti Bhaibheri Rinobva Kuna Mwari?

Kana Bhaibheri rakanyorwa naMwari rinofanira kunge rakasiyana nemamwe mabhuku ose akanyorwa nevanhu.

Sainzi Inopindirana Nezviri muBhaibheri Here?

Bhaibheri rine parinokanganisa here parinotaura zvesainzi?

Mwari Akatanga Riini Kusika Denga Nenyika?

Mhinduro yacho inowanika mumashoko ari muna Genesisi ekuti “pakutanga” uye “zuva.”

Bhaibheri Rasara Nenguva Here Kana Kuti Ritori Kumberi?

Bhaibheri harisi bhuku resainzi, asi zvarinotaura panyaya dzesainzi zvinogona kukushamisa.

Sayenzi Inokubatsira Sei?

Pfungwa yekuti “sayenzi inoratidza kuti Mwari haako” ndeyechokwadi here?

Bhaibheri Rinodzidzisa Kuti Nyika Yakati Sandara Here?

Bhuku iri rekare rinotaura chokwadi here?

Ignaz Semmelweis

Nei vanhu vese vachifanira kutenda basa guru rakaitwa nemurume uyu?

Aristotle

Dzidziso dzake ndidzo dzakanga dzava kudzidziswa mumachechi enhema.

Mitemo Yakapiwa vaIsraeri naMwari Panyaya yeUtsanana

VaIsraeri vakaramba vaine utano, nekuti vaitevedzera zvaiva muMutemo waMwari.