Enda pane zvauri kuda

Ndiani Wandinofanira Kushamwaridzana Naye?

Ndiani Wandinofanira Kushamwaridzana Naye?

Shandisai pepa rino kuti mubatsire vana venyu kuwana shamwari muungano.

Vabereki verengai nevana venyu Zvirevo 13:20, mokurukura navo vhesi yacho.

Dhaunirodhai moprinda pepa iri.

Kuti tiwane shamwari dzakanaka tinofanira kuedza kutaura nevamwe kunyange zvazvo zvakatiomera. Batsirai mwana wenyu kuti asarudze mumwe munhu pavanhu vemuungano vari pasi apa otanga kutaura naye. Ngaaratidze hama kana hanzvadzi yaasarudza makadhi ari pasi apa, ovakumbira kuti vasarudze mubvunzo wavanoda kupindura. Kuziva chimwe chinhu chitsva nezvemumwe munhu kunogona kukubatsira kuti muve shamwari!

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MABASA EKUITA

Pepa Rekushambadzira: Ndiani Wandinofanira Kushamwaridzana Naye?

Prinda pepa iri woriisa pane mamwe.

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.