Enda pane zvauri kuda

Ndinokutendai Nezvamuri

Ndinokutendai Nezvamuri

Tinogona kuwana shamwari dzemazera ese. Ndivanani vaunoda kuti vazova shamwari dzako munyika itsva?

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

Iva Shamwari yaJehovha (Dzimwe nziyo dzevana)

Ndinokutendai Nezvamuri

Tenda vanhu vakakupoteredza, uye iva neushamwari hwakasimba navo!

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.