Enda pane zvauri kuda

Ticharamba Tichitsungirira

Ticharamba Tichitsungirira

Kuramba tichifunga zvinhu zvakavimbiswa naJehovha kunotibatsira kutsungirira. Ngationei kuti sei.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Ticharamba Tichitsungirira (Rwiyo 129)

Kutenda muzvinhu zvakavimbiswa naMwari kunogona kukubatsira sei kutsungirira?

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.