Enda pane zvauri kuda

Tsungirira Paunoitirwa Utsinye

Tsungirira Paunoitirwa Utsinye

Dzimwe nguva vanhu vanogona kutiitira utsinye. Tinofanira kuita sei?

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Tsungirira Paunoitirwa Utsinye

Zvinotaurwa neBhaibheri nezvaJosefa zvinotibatsira sei kuti titsungirire patinobatwa zvisina kunaka?

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.