Chidzidzo 23: Zita raJehovha
Zita raJehovha rinoratidza kushamisa kwaanoita! Unokwanisa kuriudzawo vamwe here?
Zvimwe Zvaunogona Kufarira
MAVHIDHIYO
Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha
Dzidza kubva kuvanhu vanotaurwa muBhaibheri vakava shamwari dzaJehovha
ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI
Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana
Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.