MUKAI! November 2013 | Zvinhu Zvitatu Zvisingakwanisi Kutengwa Nemari

Zvinhu zviri munyika zvinoita kuti titadze kuona zvinhu zvinonyanya kukosha muupenyu izvo zvisingakwanisi kutengwa nemari. Ona zvinhu zvacho 3.

NYAYA IRI PAKAVHA

Zvinhu Zvitatu Zvisingakwanisi Kutengwa Nemari

Kana tiine mari tinogona kutenga zvatinoda asi zvinhu zvinoita kuti unyanya kugutsikana hazvikwanisi kutengwa nemari.

MAZANO EKUBATSIRA MHURI

Zvaungaita Kuti Ukanganwire Mumwe Wako

Sei zvisiri nyore kukanganwira? Ona kuti Bhaibheri ringabatsira sei.

MAZANO EKUBATSIRA MHURI

Kushamwaridzana Kwacho Kwanyanya Here?

Unozviti, ‘Tingori shamwari’ here? Ona zvinotaurwa neBhaibheri kuti uone kuti uri papi panyaya iyi.

Zvii Zvaunofanira Kuziva Nezvepfari?

Inzwa mamiriro akaita chirwere ichi chisinganzwisiswi nevamwe.

ZVINOTAURA BHAIBHERI

Kuita Bonde Vanhu Vasati Varoorana

Ona zvinotaurwa neBhaibheri nezvevanhu vanoita bonde vasati varoorana uye zvimwe zvinhu zvinoitwa pakuratidzirana rudo.

ZVINOTAURA BHAIBHERI

Chirwere Chekunyanya Kusuwa

Ona zvakaipira kuva nedepression uye kuti Bhaibheri ringakubatsira sei.

Zvimwe Zviri paIndaneti

Uri Kunetseka Nezvakaita Muviri Wako Here?

Kana uchinetseka nezvakaita muviri wako, zvii zvaungaita kuti usanyanya kunetseka?

Ungaitei Kana Uchirwara?—Chikamu 1

Vechiduku 4 vanotsanangura zvinovabatsira kuti vatsungirire matambudziko avo ourwere uye kuti vasanyanya kuzvidya mwoyo.

Sei Ndichizvicheka-cheka?

Vechiduku vakawanda vane dambudziko rokuzvikuvadza. Kana uchiita zvinhu izvi ungawanepi rubatsiro?

Zvinotaurwa Nevechiduku Nezvekuverengera

Inzwa kuti vechiduku vanoti kudii nezvezvakaipira kuverengera uye zvakanakira kunyatsoshandisa nguva yako nokuchenjera.

Josefa Anoponesa Vanhu

Dhaunirodha nyaya iyi paIndaneti uye verenga nezvaJosefa, uyo akashandiswa naMwari kuti aponese nyika yose.