NHARIREYOMURINDI October 2015 | Kunyengetera Kunobatsira Here?

Mumwe munyori akati munyengetero “wakafanana nekutaura nehove dzatinochengeta mumagirazi pamba.” Asi ndizvo here?

NYAYA IRI PAKAVHA

Nei Vanhu Vachinyengetera?

Unogona kushamiswa nezvinhu zvinonyengetererwa nevanhu.

NYAYA IRI PAKAVHA

Pane Anoteerera Here?

Pane zvinhu zviviri zvinokosha kuti munyengetero unzwiwe.

NYAYA IRI PAKAVHA

Sei Mwari Achitikumbira Kuti Tinyengetere?

Munyengetero unotibatsira pane zvinhu zvisingakwanisi kuitwa nechero chii zvacho.

NYAYA IRI PAKAVHA

Kubatsira Kunoita Munyengetero

Chii chaunotarisira kuwana kana ukagara uchinyengetera muupenyu hwako?

Waizviziva Here?

Chii chakaita kuti zviomere Herodhi kuvakazve temberi muJerusarema? Sei vanhu vokuMarita vakafunga kuti muapostora Pauro aiva mhondi?

BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU

Iye Zvino Ndinofunga Kuti Ndava Kukwanisa Kubatsirawo Vamwe

Julio Corio akaita tsaona yakaipisisa, akatanga kufunga kuti Mwari haana basa naye. Rugwaro rwaEksodho 3:7 rwakamubatsira kuchinja maonero ake.

Zvinonyatsoita Here Kuti Tizive Mwari?

Zvatisingakwanisi kunzwisisa nezvaMwari zvinogona kutokubatsira kuti umuzive zviri nani.

UCHENJERI HWEKARE HUNOTIBATSIRA MAZUVA ANO

Kanganwira Nemwoyo Wose

Kuda kwatinoita kuregerera kunoreva here kuti zvatakaitirwa zvinenge zvisina kutirwadza kana kuti tinenge tichiona sekuti hatina kutadzirwa?

Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa

Ndiani anogona kupedza urombo?

Zvimwe Zviri paIndaneti

Halloween Yakatanga Sei?

Zvine basa here kuti matangiro uye zvinoitwa pamhemberero yeHalloween zvakabva kuchihedheni?