Enda pane zvauri kuda

Mwari

Mwari Ndiani?

Mwari Ariko Here?

Bhaibheri rinopindura richipa zvikonzero 5 zvakasimba.

Mwari Ariko Here Zvechokwadi?

Bhaibheri rinoti Mwari ndiye akasika zvinhu zvose, asi ane hanya nesu here?

Mwari Ari Pese Pese Here?

Bhaibheri rinodzidzisa kuti Mwari ari pese pese here? Nei ungava nechokwadi chekuti Mwari ane nzvimbo chaiyo yaanogara, asi achikuziva iwewe pachako?

Mwari Ane Nzvimbo Yaanogara Here?

Bhaibheri rinotii nezvekunogara Mwari? Jesu ndiko kwaanogara here?

Pane Akamboona Mwari Here?

Bhaibheri riri kuzvipikisa here parinoti “hapana munhu akamboona Mwari”, asi rozoti Mosesi ‘akaona Mwari waIsraeri’?

Dzidziso Youtatu Iri muBhaibheri Here?

Zvitendero zvakawanda zvinodzidzisa dzidziso youtatu. Idzidziso yemuBhaibheri here?

Mariya Ndiamai vaMwari Here?

Magwaro Matsvene uye nhoroondo yechiKristu inotipa mhinduro yakajeka nezvenyaya iyi.

Mwari Anochinja Mafungiro Ake Here?

Bhaibheri rinozvipikisa here parinotaura kuti Mwari anoti, “handina kuchinja” asi rozoti, “ndichachinja pfungwa”?

Chii Chinonzi Mweya Mutsvene?

Pane chikonzero chakanaka nei Bhaibheri richitaura nezvemweya mutsvene ‘semaoko’ aMwari.

Zita raMwari

Mwari Ane Zita Here?

MaBhaibheri akawanda ane zita raMwari. Unofanira kurishandisa here?

Zita raMwari ndiJesu Here?

Jesu haana kumbozviti ndiMwari Wemasimbaose. Sei asina kudaro?

Jehovha Ndiani?

Iye ndiMwari werudzi rumwe chete, rwakadai serwevaIsraeri here?

Mwari Ane Mazita Mangani?

Vanhu vangafunga kuti Mwari ane mazita anosanganisira ekuti ‘Allah,’ ‘Arufa naOmega,’ ‘El Shaddai,’ uye ‘Jehovha-Jire.’ Zvine basa here kuti tinodaidza Mwari tichitii?

Ndiani Anonzi “Arufa naOmega”?

Nei mashoko aya akakodzera?

Kuda kwaMwari

Mwari Anoda Kuti Ndiitei Neupenyu Hwangu?

Unoda chiratidzo here kana kuti kurotswa kuti uzive kuti uzive zvinodiwa naMwari? Ona mhinduro yacho muBhaibheri.

Mwari Ndiye Anogara Aronga Zvinhu Zvose Zvinozoitika Here?

Vakawanda vanoti ndiMwari akagara aronga zvinozoitika muupenyu hwavo. Zvisarudzo zvedu ndizvo zvinotema kubudirira kwatichazoita muupenyu here?

Ungaita Sei Kuti Uve Pedyo naMwari?

Zvinhu 7 zvinogona kukubatsira uti uve pedyo naMwari.

Kutambura Kwatiri Kuita Kunokonzerwa naMwari Here?

Munhu wose anogona kusangana nematambudziko kunyange vaya vanonamata Mwari. Nemhaka yei?