Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Bhuku raMaraki

Zvitsauko

1 2 3 4

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • Jehovha anoda vanhu vake (1-5)

    • Vapristi vanopa zvibayiro zvisina kunaka (6-14)

      • Zita raMwari richava guru pakati pemarudzi (11)

  • 2

    • Vapristi vanotadza kudzidzisa vanhu (1-9)

      • Miromo yevapristi inofanira kuchengeta ruzivo (7)

    • Vanhu vane mhosva yekurambana zveunyengeri (10-17)

      • “‘Ndinovenga kurambana,’ anodaro Jehovha” (16)

  • 3

    • Ishe wechokwadi anouya kuzochenesa temberi yake (1-5)

      • Nhume yesungano (1)

    • Vanokurudzirwa kuti vadzoke kuna Jehovha (6-12)

      • Jehovha haachinji (6)

      • “Dzokai kwandiri, uye ini ndichadzoka kwamuri” (7)

      • ‘Uyai nezvegumi zvese, uye Jehovha achadurura zvikomborero’ (10)

    • Vakarurama nevakaipa (13-18)

      • Bhuku rekuyeuchidza rakanyorwa pamberi paMwari (16)

      • Kusiyana kwemunhu akarurama nemunhu akaipa (18)

  • 4

    • Kuuya kwaEriya zuva raJehovha risati rasvika (1-6)

      • ‘Zuva rekururama richapenya’ (2)