Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

A7-D

Upenyu hwaJesu Panyika—Ushumiri hwaJesu Hunobudirira muGarireya (Chikamu 2)

NGUVA

NZVIMBO

ZVAKAITIKA

MATEU

MAKO

RUKA

JOHANI

31 kana kuti 32

Nharaunda yeKapenaume

Jesu anotaura mifananidzo yeUmambo

13:1-53

4:1-34

8:4-18

 

Gungwa reGarireya

Anodzikamisa dutu ari muchikepe

8:18, 23-27

4:35-41

8:22-25

 

Nharaunda yeGadhara

Anoti madhimoni aende munguruve

8:28-34

5:1-20

8:26-39

 

Zvimwe kuKapenaume

Anoporesa mukadzi aibuda ropa; anomutsa mwanasikana waJairosi

9:18-26

5:21-43

8:40-56

 

Kapenaume (?)

Anoporesa mapofu nembeveve

9:27-34

     

Nazareta

Kurambwa zvakare muguta rekumusha kwake

13:54-58

6:1-5

   

Garireya

Kuparidza kechitatu muGarireya; basa rinowedzera paanotuma vaapostora

9:35–11:1

6:6-13

9:1-6

 

Tibheriyasi

Herodhi anodimbura musoro waJohani Mubhabhatidzi; Herodhi anovhiringidzika nezvaJesu

14:1-12

6:14-29

9:7-9

 

32, Paseka yava kusvika (Joh 6:4)

Kapenaume (?); Nechekumusoro kweGungwa reGarireya

Vaapostora vanodzoka kubva kunoparidza; Jesu anopa varume 5 000 zvekudya

14:13-21

6:30-44

9:10-17

6:1-13

Nechekumusoro kweGungwa reGarireya; Genesareti

Vanhu vanoedza kuita Jesu mambo; anofamba pamusoro pegungwa; anoporesa vakawanda

14:22-36

6:45-56

 

6:14-21

Kapenaume

Anoti ndiye “chingwa cheupenyu”; vakawanda vanogumbuka voenda

     

6:22-71

32, Paseka yapera

Zvimwe kuKapenaume

Anofumura tsika dzevanhu

15:1-20

7:1-23

 

7:1

Fenikiya; Dhekaporisi

Anoporesa mwanasikana wemukadzi wechiSirofenikiya; anopa varume 4 000 zvekudya

15:21-38

7:24–8:9

   

Magadhani

Anongopa chiratidzo chaJona

15:39–16:4

8:10-12