Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Bhuku raMuparidzi

Zvitsauko

1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • Zvinhu zvese hazvina zvazvinobatsira (1-11)

      • Nyika inoramba iripo nekusingaperi (4)

      • Kufamba kunoita zuva, mhepo, nemvura (5-7)

      • Hapana chitsva pasi pezuva (9)

    • Uchenjeri hwevanhu hune pahunogumira (12-18)

      • Kudzingana nemhepo (14)

  • 2

    • Kuongorora zvakaedza kuitwa naSoromoni (1-11)

    • Uchenjeri hwevanhu hune pahunogumira (12-16)

    • Kushanda zvakaoma hakuna zvakunobatsira (17-23)

    • Idya, inwa, uye nakidzwa nebasa (24-26)

  • 3

    • Chimwe nechimwe chine nguva yacho (1-8)

    • Kunakidzwa neupenyu chipo chinobva kuna Mwari (9-15)

      • Nguva isingagumi iri mumwoyo memunhu (11)

    • Mwari anotonga vanhu vese zvakarurama (16, 17)

    • Vanhu vanofa sezvinongoita mhuka (18-22)

      • Zvese zvinodzokera kuguruva (20)

  • 4

    • Vakafa vari nani pane vanodzvinyirirwa (1-3)

    • Kushanda nesimba zvine mwero (4-6)

    • Kukosha kweshamwari (7-12)

      • Vaviri vari nani pane mumwe chete (9)

    • Upenyu hwemutongi hunogona kusava nezvahunobatsira (13-16)

  • 5

    • Chenjerera zvaunoita pamberi paMwari (1-7)

    • Vakaderera vanotariswa nevakakwirira (8, 9)

    • Kusabatsira kwepfuma (10-20)

      • Vanoda mari havambogutswi (10)

      • Hope dzemunhu anoshanda dzinonaka (12)

  • 6

    • Kuva nezvakawanda usingafari (1-6)

    • Fadzwa nezvinhu zvaunazvo iye zvino (7-12)

  • 7

    • Zita rakanaka uye zuva rekufa (1-4)

    • Kutsiura kwemunhu akachenjera (5-7)

    • Mugumo wechinhu uri nani pane kutanga kwacho (8-10)

    • Zvakanakira uchenjeri (11, 12)

    • Mazuva akanaka uye akaipa (13-15)

    • Usapfuura mwero pane zvaunoita (16-22)

    • Zvakaonekwa nemuunganidzi (23-29)

  • 8

    • Kutongwa nemunhu ane chivi (1-17)

      • Teerera mirayiro yamambo (2-4)

      • Kutongwa nemunhu kwakaipa (9)

      • Kana mutongo ukasakurumidza kupiwa (11)

      • Idya, inwa, uye fara (15)

  • 9

    • Vese vane magumo akafanana (1-3)

    • Nakidzwa neupenyu kunyange uchiziva kuti uchafa (4-12)

      • Vakafa havana chavanoziva (5)

      • MuGuva hamuna basa rinoitwa (10)

      • Zvinhu zvinoitika panguva isingafungirwi uye zvisingatarisirwi (11)

    • Uchenjeri haukosheswi nguva dzese (13-18)

  • 10

    • Upenzi hushoma hunovharidzira uchenjeri (1)

    • Zvakaipira kusaita zvinhu nemazvo (2-11)

    • Matambudziko anosangana nebenzi (12-15)

    • Upenzi hwevamwe vatongi (16-20)

      • Shiri inogona kudzokorora mashoko ako (20)

  • 11

    • Shandisa mukana (1-8)

      • Kanda chingwa chako pamusoro pemvura (1)

      • Dyara mbeu kubva mangwanani kusvikira manheru (6)

    • Nakidzwa neudiki uchiziva zvauri kuita (9, 10)

  • 12

    • Yeuka Musiki usati wakwegura (1-8)

    • Mhedziso yemuunganidzi (9-14)

      • Mashoko euchenjeri akaita sezvibayiso zvemombe (11)

      • Itya Mwari wechokwadi (13)